Bvongodza Muto

by Oliver Mtukudzi · · Afrobeats
Lyrics

Quick Answer — Bvongodza Muto Lyrics

Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Ndookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare
Afrobeats 2004 English

Bvongodza Muto Full Lyrics

Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Ndookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Apa neapa ndepake Icho neicho ndechake Ako neako ndekake Uyo neuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Chimusoro mayaya Chimusoro yee Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Ai Kobo aha Ai kobo ehe Ai kobo aha Ai kobo ehe Kobo aha Kobo he aha Kobo au aha Kobo aha Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Ndookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Apa neapa ndepake apa Icho neicho ndechake Ako neako ndekake Uyo neuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Chimusoro mayaya Chimusoro yee Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Papa Epapa Tata Etata Elala uhh Elala Ekala uhh Elala Apa neapa ndepake Icho neicho ndechake Ako neako ndekake Uyo neuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Chimusoro mayaya Chimusoro yee Tatenda Siyabonga

Frequently Asked Questions

When was "Bvongodza Muto" by Oliver Mtukudzi released?

"Bvongodza Muto" by Oliver Mtukudzi was released in 2004.

What genre is "Bvongodza Muto" by Oliver Mtukudzi?

"Bvongodza Muto" by Oliver Mtukudzi is a Afrobeats song.

What are the opening lyrics of "Bvongodza Muto"?

The opening lyrics are: "Anobvongodza muto kuseva kweakaguta"